RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 12:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Jehoashi mambo waJudha akatora zvinopiwa zvose zvitsvene+ zvakanga zvatsaurwa nemadzitateguru ake, Jehoshafati naJehoramu naAhaziya, iwo madzimambo aJudha, nezvinopiwa zvake zvitsvene nendarama yose yaiva munzvimbo yaichengeterwa pfuma yeimba yaJehovha neimba yamambo, akazvitumira+ kuna Hazaeri mambo weSiriya. Naizvozvo iye akarega kurwisa Jerusarema.

  • Isaya 39:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 ‘Tarira! Mazuva achauya, uye zvose zviri mumba mako nezvakaunganidzwa nemadzitateguru ako kusvikira nhasi zvichaendeswa kuBhabhironi.’+ ‘Hapana chichasiyiwa,’+ Jehovha adaro.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe