-
2 Makoronike 12:13Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
13 Mambo Rehobhoamu akaramba achisimbisa nzvimbo yake muJerusarema, akaramba achitonga; nokuti Rehobhoamu+ akatanga kutonga aine makore makumi mana nerimwe chete, uye akatonga kwemakore gumi nemanomwe ari muJerusarema, guta+ rakanga rasarudzwa naJehovha pamadzinza ose aIsraeri kuti aise zita rake ipapo.+ Amai vake vainzi Naama+ mukadzi muAmoni.+
-