Isaya 44:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Iye ari kuti nezvaKoreshi,+ ‘Ndiye mufudzi wangu, zvose zvandinofarira achazviita chose’;+ kunyange pakutaura kwangu nezveJerusarema kuti, ‘Richavakwazve,’ uye nezvetemberi, ‘Nheyo yako ichavakwa.’”+
28 Iye ari kuti nezvaKoreshi,+ ‘Ndiye mufudzi wangu, zvose zvandinofarira achazviita chose’;+ kunyange pakutaura kwangu nezveJerusarema kuti, ‘Richavakwazve,’ uye nezvetemberi, ‘Nheyo yako ichavakwa.’”+