-
Ezra 6:3Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
3 “Mugore rokutanga ramambo Koreshi,+ mambo Koreshi akarayira nezveimba yaMwari iri muJerusarema achiti: Imba yacho ngaivakwezve senzvimbo yavachapira zvibayiro,+ uye nheyo dzayo dzinofanira kuvakwa zvakasimba, kukwirira kwayo kuri makubhiti makumi matanhatu, kufara kwayo makubhiti makumi matanhatu,+
-