2 Samueri 7:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 mambo akabva ati kumuprofita Natani:+ “Zvino tarira, ini ndiri kugara muimba yemisidhari+ asi areka yaMwari wechokwadi iri kugara mukati memachira etende.”+ 1 Madzimambo 5:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “Imi munonyatsoziva kuti baba vangu Dhavhidhi havana kukwanisa kuvakira zita raJehovha Mwari wavo imba nokuda kwehondo+ dzavakapoteredzwa nadzo nevavengi, kusvikira Jehovha avaisa pasi petsoka dzavo.
2 mambo akabva ati kumuprofita Natani:+ “Zvino tarira, ini ndiri kugara muimba yemisidhari+ asi areka yaMwari wechokwadi iri kugara mukati memachira etende.”+
3 “Imi munonyatsoziva kuti baba vangu Dhavhidhi havana kukwanisa kuvakira zita raJehovha Mwari wavo imba nokuda kwehondo+ dzavakapoteredzwa nadzo nevavengi, kusvikira Jehovha avaisa pasi petsoka dzavo.