Dheuteronomi 25:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 “Kana vanhu vakaitirana nharo,+ vakauya kuzotongwa,+ ivo ngavavatongewo vataure kuti munhu akarurama, akarurama uye vataure kuti munhu akaipa, akaipa.+ Pisarema 33:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Iye anoda kururama nokururamisira.+Nyika izere nomutsa worudo waJehovha.+
25 “Kana vanhu vakaitirana nharo,+ vakauya kuzotongwa,+ ivo ngavavatongewo vataure kuti munhu akarurama, akarurama uye vataure kuti munhu akaipa, akaipa.+