1 Madzimambo 8:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 inzwai muri kumatenga, mukanganwire chivi chevashumiri venyu, ivo vanhu venyu vaIsraeri, nokuti munovadzidzisa+ nzira yakanaka yavanofanira kufamba nayo;+ munayise mvura+ panyika yenyu yamakapa vanhu venyu kuti ive nhaka yavo.
36 inzwai muri kumatenga, mukanganwire chivi chevashumiri venyu, ivo vanhu venyu vaIsraeri, nokuti munovadzidzisa+ nzira yakanaka yavanofanira kufamba nayo;+ munayise mvura+ panyika yenyu yamakapa vanhu venyu kuti ive nhaka yavo.