RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 25:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  4 Itai kuti ndizive nzira dzenyu, haiwa Jehovha;+

      Ndidzidzisei makwara enyu.+

  • Pisarema 27:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Haiwa Jehovha, ndirayiridzei munzira yenyu,+

      Uye nditungamirirei mugwara rokururama nokuda kwevavengi vangu.

  • Pisarema 86:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Haiwa Jehovha, ndirayiridzei pamusoro penzira yenyu.+

      Ndichafamba muchokwadi chenyu.+

      Batanidzai mwoyo wangu kuti utye zita renyu.+

  • Pisarema 94:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Anofara murume wamunoruramisa,+ haiwa Jah,

      Uye wamunodzidzisa mutemo wenyu,+

  • Pisarema 119:102
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 102 Handina kutsauka pane zvamakatonga,+

      Nokuti imi makandirayiridza.+

  • Isaya 30:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Jehovha achakupai zvokudya zvokutambudzika nemvura yokudzvinyirirwa;+ asi Murayiridzi wenyu Mukuru haachazozvivanzizve, maziso enyu achaona Murayiridzi wenyu Mukuru.+

  • Isaya 54:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Vanakomana vako vose+ vachava vanhu vanodzidziswa naJehovha,+ uye rugare rwevanakomana vako ruchava rukuru.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe