Jobho 34:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nokuti achapa munhu wepanyika mubayiro+ unoenderana nemaitiro ake,Uye achaita kuti munhu awane zvinoenderana negwara rake. Pisarema 18:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Jehovha anondipa mubayiro unoenderana nokururama kwangu;+Anondiripa zvinoenderana nokuchena kwemaoko angu.+ Zvakazarurwa 2:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Ndichauraya vana vake nedenda rinouraya, zvokuti ungano dzose dzichaziva kuti ndini iye anoongorora itsvo nomwoyo, uye ndichapa munhu mumwe nomumwe maererano nemabasa enyu.+
11 Nokuti achapa munhu wepanyika mubayiro+ unoenderana nemaitiro ake,Uye achaita kuti munhu awane zvinoenderana negwara rake.
20 Jehovha anondipa mubayiro unoenderana nokururama kwangu;+Anondiripa zvinoenderana nokuchena kwemaoko angu.+
23 Ndichauraya vana vake nedenda rinouraya, zvokuti ungano dzose dzichaziva kuti ndini iye anoongorora itsvo nomwoyo, uye ndichapa munhu mumwe nomumwe maererano nemabasa enyu.+