RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 20:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 “Dzokera, uti kuna Hezekiya mutungamiriri+ wevanhu vangu, ‘Zvanzi naJehovha Mwari+ watateguru vako Dhavhidhi: “Ndanzwa+ munyengetero wako.+ Ndaona misodzi yako.+ Tarira ndichakuporesa.+ Pazuva rechitatu uchaenda kuimba yaJehovha.+

  • Pisarema 66:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Chokwadi Mwari akanzwa;+

      Akateerera inzwi romunyengetero wangu.+

  • Ruka 1:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Zvisinei, ngirozi yacho yakati kwaari: “Usatya, Zekariya, nokuti kuteterera kwako kwanzwika,+ mudzimai wako Erizabheti achakuberekera mwanakomana, uye unofanira kumutumidza kuti Johani.+

  • Mabasa 10:31
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 31 akati, ‘Koneriyasi, munyengetero wako wanzwiwa uye zvipo zvako zvokunzwira ngoni zvayeukwa naMwari.+

  • 1 Petro 3:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Nokuti maziso+ aJehovha ari pane vakarurama, uye nzeve dzake dziri pakuteterera kwavo;+ asi chiso chaJehovha chinovenga vaya vanoita zvinhu zvakaipa.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe