Dheuteronomi 4:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 ndinoshevedza matenga nenyika kuti zvikupupurirei nhasi,+ kuti chokwadi muchakurumidza kuparara panyika yamuri kuyambukira Jodhani kuti munoitora, ive yenyu. Hamuzovi nemazuva mazhinji pairi, nokuti chokwadi muchatsakatiswa.+ 2 Madzimambo 17:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Naizvozvo Jehovha akaramba vana+ vose vaIsraeri, akaramba achivatambudza, achivaisa mumaoko evapambi, kusvikira avarasa kuti vabve pamberi pake.+
26 ndinoshevedza matenga nenyika kuti zvikupupurirei nhasi,+ kuti chokwadi muchakurumidza kuparara panyika yamuri kuyambukira Jodhani kuti munoitora, ive yenyu. Hamuzovi nemazuva mazhinji pairi, nokuti chokwadi muchatsakatiswa.+
20 Naizvozvo Jehovha akaramba vana+ vose vaIsraeri, akaramba achivatambudza, achivaisa mumaoko evapambi, kusvikira avarasa kuti vabve pamberi pake.+