2 Samueri 7:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Mambo Dhavhidhi akabva apinda, akagara pasi pamberi paJehovha, akati: “Haiwa Changamire Ishe Jehovha, ndini ani?+ Imba yangu chii zvamandisvitsa pano? 1 Makoronike 29:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 “Asi ini ndini ani+ uye vanhu vangu ndivanaani kuti tive nesimba rokupa nokuzvidira sezvataita?+ Nokuti zvose zvinobva kwamuri,+ uye takupai zvakabva muruoko rwenyu.
18 Mambo Dhavhidhi akabva apinda, akagara pasi pamberi paJehovha, akati: “Haiwa Changamire Ishe Jehovha, ndini ani?+ Imba yangu chii zvamandisvitsa pano?
14 “Asi ini ndini ani+ uye vanhu vangu ndivanaani kuti tive nesimba rokupa nokuzvidira sezvataita?+ Nokuti zvose zvinobva kwamuri,+ uye takupai zvakabva muruoko rwenyu.