Dhanieri 10:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Iye akati kwandiri: “Haiwa Dhanieri, usatya,+ nokuti kubvira pazuva rokutanga rawakaedza nomwoyo wako kuti unzwisise+ uchizvininipisa pamberi paMwari wako,+ mashoko ako akanzwiwa, uye ini ndauya nokuda kwemashoko ako.+ Jakobho 4:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Zvininipisei pamberi paJehovha,+ uye iye achakukwidziridzai.+
12 Iye akati kwandiri: “Haiwa Dhanieri, usatya,+ nokuti kubvira pazuva rokutanga rawakaedza nomwoyo wako kuti unzwisise+ uchizvininipisa pamberi paMwari wako,+ mashoko ako akanzwiwa, uye ini ndauya nokuda kwemashoko ako.+