2 Makoronike 7:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 uye vanhu vangu+ vave vachishevedzwa nezita rangu+ vakazvininipisa,+ vakanyengetera,+ vakatsvaka chiso changu,+ vakatendeuka panzira dzavo dzakaipa,+ ndichabva ndanzwa ndiri kumatenga+ ndokanganwira chivi chavo,+ ndoporesa nyika yavo.+ 2 Makoronike 33:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Akaramba achinyengetera kwaari, zvokuti Iye akabvuma kutetererwa+ naye, uye Iye akanzwa chikumbiro chake chokuti anzwirwe nyasha, akamudzorera kuJerusarema paumambo hwake;+ uye Manase akaziva kuti Jehovha ndiye Mwari wechokwadi.+ Pisarema 34:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Maziso aJehovha ari pane vakarurama,+Uye nzeve dzake dziri pakuchemera kwavo kubatsirwa.+ Zekariya 4:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti ndiani akazvidza zuva rezvinhu zviduku?+ Vachafara,+ voona tambo yokuyeresa iri muruoko rwaZerubhabheri. Aya manomwe ndiwo maziso aJehovha.+ Ari kufamba-famba panyika pose.”+ 1 Petro 3:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Nokuti maziso+ aJehovha ari pane vakarurama, uye nzeve dzake dziri pakuteterera kwavo;+ asi chiso chaJehovha chinovenga vaya vanoita zvinhu zvakaipa.”+
14 uye vanhu vangu+ vave vachishevedzwa nezita rangu+ vakazvininipisa,+ vakanyengetera,+ vakatsvaka chiso changu,+ vakatendeuka panzira dzavo dzakaipa,+ ndichabva ndanzwa ndiri kumatenga+ ndokanganwira chivi chavo,+ ndoporesa nyika yavo.+
13 Akaramba achinyengetera kwaari, zvokuti Iye akabvuma kutetererwa+ naye, uye Iye akanzwa chikumbiro chake chokuti anzwirwe nyasha, akamudzorera kuJerusarema paumambo hwake;+ uye Manase akaziva kuti Jehovha ndiye Mwari wechokwadi.+
10 Nokuti ndiani akazvidza zuva rezvinhu zviduku?+ Vachafara,+ voona tambo yokuyeresa iri muruoko rwaZerubhabheri. Aya manomwe ndiwo maziso aJehovha.+ Ari kufamba-famba panyika pose.”+
12 Nokuti maziso+ aJehovha ari pane vakarurama, uye nzeve dzake dziri pakuteterera kwavo;+ asi chiso chaJehovha chinovenga vaya vanoita zvinhu zvakaipa.”+