1 Makoronike 28:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvino Dhavhidhi akati kumwanakomana wake Soromoni: “Shinga,+ usimbe uye uzviite. Usatya+ kana kuvhunduka,+ nokuti Jehovha Mwari, Mwari wangu, anewe.+ Haazokuregi+ kana kukusiya kusvikira zvose zvaifanira kuitwa zvebasa reimba yaJehovha zvapera. Pisarema 145:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Jehovha ari pedyo navose vaya vanodana kwaari,+Navose vanodana kwaari zvechokwadi.+ Isaya 45:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 “Ndini ndakamutsa mumwe munhu mukururama,+ uye ndichaenzanisa nzira dzake dzose.+ Ndiye achavaka guta rangu,+ uye achasunungura vanhu vangu vakatapwa,+ kwete nokuda kwomutengo+ kana nokuda kwepfumbamuromo,” Jehovha wemauto adaro.
20 Zvino Dhavhidhi akati kumwanakomana wake Soromoni: “Shinga,+ usimbe uye uzviite. Usatya+ kana kuvhunduka,+ nokuti Jehovha Mwari, Mwari wangu, anewe.+ Haazokuregi+ kana kukusiya kusvikira zvose zvaifanira kuitwa zvebasa reimba yaJehovha zvapera.
13 “Ndini ndakamutsa mumwe munhu mukururama,+ uye ndichaenzanisa nzira dzake dzose.+ Ndiye achavaka guta rangu,+ uye achasunungura vanhu vangu vakatapwa,+ kwete nokuda kwomutengo+ kana nokuda kwepfumbamuromo,” Jehovha wemauto adaro.