Isaya 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti makasiya vanhu venyu, iyo imba yaJakobho.+ Nokuti vazara nezvinobva kuMabvazuva,+ vanoita zvemashiripiti+ sezvinoita vaFiristiya, uye vanowanzwa nevana vevanhu vokune dzimwe nyika.+
6 Nokuti makasiya vanhu venyu, iyo imba yaJakobho.+ Nokuti vazara nezvinobva kuMabvazuva,+ vanoita zvemashiripiti+ sezvinoita vaFiristiya, uye vanowanzwa nevana vevanhu vokune dzimwe nyika.+