Esteri 5:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Naizvozvo Hamani akabuda zuva iroro achifara+ uye aine mwoyo unofara; asi Hamani paakangoona Modhekai pagedhi ramambo+ uye kuti haana kumusimukira+ uye haana kubvunda nokuda kwake,+ Hamani akabva ashatirirwa+ Modhekai kwazvo. Zvirevo 12:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Benzi ndiro rinozivisa kutsamwa kwaro zuva iroro,+ asi munhu ane njere anofukidza ruzvidzo.+ Zvirevo 27:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Kunetsa kwebenzi kunorema kupfuura zvinhu zviviri+ zvinoti, kurema kwedombo uye mutoro wejecha.+
9 Naizvozvo Hamani akabuda zuva iroro achifara+ uye aine mwoyo unofara; asi Hamani paakangoona Modhekai pagedhi ramambo+ uye kuti haana kumusimukira+ uye haana kubvunda nokuda kwake,+ Hamani akabva ashatirirwa+ Modhekai kwazvo.