8 Hamani akati kuna Mambo Ahashivheroshi: “Pane vamwe vanhu vakapararira+ uye vakasiyana nemarudzi ari mumatunhu ose oumambo hwenyu;+ uye mitemo yavo yakasiyana neyevamwe vanhu vose, havasi kuchengeta mitemo yamambo,+ uye hazvina kufanira kuti mambo avarege vakadaro.