RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 4:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Jehovha achakuparadzirai pakati pemamwe marudzi,+ uye muchasiyiwa muri vashoma+ pakati pemarudzi amuchadzingirwa kwaari naJehovha.

  • Dheuteronomi 30:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Jehovha Mwari wako achadzosawo vanhu vako vanenge vatapwa,+ okunzwira ngoni,+ okuunganidzazve kubva mumarudzi ose aunenge waparadzirwa kwaari naJehovha Mwari wako.+

  • Nehemiya 1:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 “Ndapota, yeukai+ shoko ramakarayira mushumiri wenyu Mosesi, muchiti, ‘Kana mukava vasina kutendeka, ndichakuparadzirai pakati pemarudzi acho.+

  • Jeremiya 50:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 “Israeri makwai akapararira.+ Shumba ndidzo dzakamuparadzira.+ Pakutanga akaparadzwa namambo weAsiriya,+ uye kekupedzisira Nebhukadrezari mambo weBhabhironi akan’en’ena mapfupa ake.+

  • Zekariya 7:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 ‘Zvino ndakavakanda nemhepo ine mvura kumarudzi ose+ avakanga vasingazivi;+ uye nyika yasara yava dongo shure kwavo, isina anopfuura nomairi uye isina anodzoka kwairi;+ uye vakaita kuti nyika yakanaka+ ive chinhu chinokatyamadza.’”

  • Jakobho 1:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 1 Jakobho,+ muranda+ waMwari nowaShe Jesu Kristu, kumadzinza ane gumi nemaviri+ akapararira+ kwose kwose:

      Kwaziwai!

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe