Esteri 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Mumwe murume, muJudha, akanga ari munhare yeShushani,+ uye ainzi Modhekai+ mwanakomana waJairi, mwanakomana waShimei, mwanakomana waKishi muBhenjamini,+ Esteri 8:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Pazuva iroro Mambo Ahashivheroshi akapa mambokadzi Esteri imba yaHamani,+ uya aivenga vaJudha;+ uye Modhekai akauya pamberi pamambo, nokuti Esteri akanga ataura kuti aiva ani wake.+ Esteri 10:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti Modhekai muJudha aiva wechipiri+ kuna Mambo Ahashivheroshi uye aiva mukuru pavaJudha, aifarirwa nehama dzake zhinji, achishanda kuti aitire vanhu vake zvakanaka uye achitaura nezvorugare+ kuvana vavo vose.
5 Mumwe murume, muJudha, akanga ari munhare yeShushani,+ uye ainzi Modhekai+ mwanakomana waJairi, mwanakomana waShimei, mwanakomana waKishi muBhenjamini,+
8 Pazuva iroro Mambo Ahashivheroshi akapa mambokadzi Esteri imba yaHamani,+ uya aivenga vaJudha;+ uye Modhekai akauya pamberi pamambo, nokuti Esteri akanga ataura kuti aiva ani wake.+
3 Nokuti Modhekai muJudha aiva wechipiri+ kuna Mambo Ahashivheroshi uye aiva mukuru pavaJudha, aifarirwa nehama dzake zhinji, achishanda kuti aitire vanhu vake zvakanaka uye achitaura nezvorugare+ kuvana vavo vose.