Dheuteronomi 32:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Kurayiridza kwangu kuchadonha sezvinoita mvura,+Shoko rangu richayerera sezvinoita dova,+Sezvinoita mvura inopfunha pauswa+Uye sezvinoita mvura zhinji pazvinomera.+ Zvirevo 3:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Achishandisa zivo yake makungwa akakamukana,+ uye matenga ane makore anoramba achipfunha-pfunha mvura.+ Isaya 55:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Mvura inonaya nechando zvazvinoburuka zvichibva kumatenga, zvisingadzokeri ikoko, zvonyorovesa nyika kwazvo, zvoita kuti ibereke nokuita kuti imere,+ mudyari opiwa mbeu uye munhu anodya zvokudya,+ Jeremiya 14:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Pazvidhori zvisina zvazvinobatsira+ zvemamwe marudzi pane chinhu chero chipi zvacho chinogona kunayisa mvura here, kunyange iwo matenga anogona kupa mvura zhinji here?+ Hamusi imi here, haiwa Jehovha Mwari wedu?+ Tinotarisira kwamuri, nokuti ndimi makaita zvinhu zvose izvi.+
2 Kurayiridza kwangu kuchadonha sezvinoita mvura,+Shoko rangu richayerera sezvinoita dova,+Sezvinoita mvura inopfunha pauswa+Uye sezvinoita mvura zhinji pazvinomera.+
20 Achishandisa zivo yake makungwa akakamukana,+ uye matenga ane makore anoramba achipfunha-pfunha mvura.+
10 Mvura inonaya nechando zvazvinoburuka zvichibva kumatenga, zvisingadzokeri ikoko, zvonyorovesa nyika kwazvo, zvoita kuti ibereke nokuita kuti imere,+ mudyari opiwa mbeu uye munhu anodya zvokudya,+
22 Pazvidhori zvisina zvazvinobatsira+ zvemamwe marudzi pane chinhu chero chipi zvacho chinogona kunayisa mvura here, kunyange iwo matenga anogona kupa mvura zhinji here?+ Hamusi imi here, haiwa Jehovha Mwari wedu?+ Tinotarisira kwamuri, nokuti ndimi makaita zvinhu zvose izvi.+