RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 26:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 ndichakupaiwo mvura yenyu inonaya panguva yakakodzera,+ nyika yacho ichabereka zvibereko zvayo,+ uye miti yomusango ichabereka michero yayo.+

  • Jobho 36:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Nokuti anokwevera madonhwe emvura kumusoro;+

      Anopfuura nepasefa semvura inonaya kuti ave mhute yake,

  • Jobho 38:37
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 37 Ndiani anganyatsoverenga makore nouchenjeri,

      Kana kuti ndiani angadurura zvirongo zvemvura zvokudenga,+

  • Jeremiya 10:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Mvura iri kumatenga inotinhira panonzwika inzwi rake,+ uye anokwidza mhute ichibva kumugumo wenyika.+ Akatoita panobuda nemvura inonaya,+ uye anobudisa mhepo mumatura ake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe