Zvirevo 3:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Jehovha anotuka imba yomunhu akaipa,+ asi anokomborera nzvimbo inogarwa nevakarurama.+ Zvirevo 10:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Chikomborero chaJehovha—ndicho chinopfumisa,+ uye haawedzeri kurwadziwa pamwe chete nacho.+ VaHebheru 11:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvakare, pasina kutenda+ hazvibviri kunyatsomufadza,+ nokuti iye anosvika kuna Mwari anofanira kutenda kuti ariko+ uye kuti anopa mubayiro+ vaya vanomutsvaka nomwoyo wose.+ Jakobho 5:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Tarirai! Tinoti vanofara vaya vakatsungirira.+ Makanzwa nezvokutsungirira kwaJobho+ uye makaona zvaakaitirwa pakupedzisira naJehovha,+ kuti Jehovha ane rudo rukuru uye ane ngoni.+
6 Zvakare, pasina kutenda+ hazvibviri kunyatsomufadza,+ nokuti iye anosvika kuna Mwari anofanira kutenda kuti ariko+ uye kuti anopa mubayiro+ vaya vanomutsvaka nomwoyo wose.+
11 Tarirai! Tinoti vanofara vaya vakatsungirira.+ Makanzwa nezvokutsungirira kwaJobho+ uye makaona zvaakaitirwa pakupedzisira naJehovha,+ kuti Jehovha ane rudo rukuru uye ane ngoni.+