Dheuteronomi 28:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvikomborero zvose izvi zvichauya pauri zvokubata,+ nokuti unoramba uchiteerera inzwi raJehovha Mwari wako: Jobho 42:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Jehovha akazokomborera+ makore okupedzisira aJobho kupfuura okutanga,+ zvokuti akava nemakwai zviuru gumi nezvina nengamera zviuru zvitanhatu nezvipani zvemombe chiuru nembongoro hadzi chiuru. Pisarema 37:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Ndaimbova jaya, asi zvino ndakwegura,+Handina kumboona munhu akarurama achisiyiwa zvachose,+Kana vana vake vachitsvaka zvokudya.+
2 Zvikomborero zvose izvi zvichauya pauri zvokubata,+ nokuti unoramba uchiteerera inzwi raJehovha Mwari wako:
12 Jehovha akazokomborera+ makore okupedzisira aJobho kupfuura okutanga,+ zvokuti akava nemakwai zviuru gumi nezvina nengamera zviuru zvitanhatu nezvipani zvemombe chiuru nembongoro hadzi chiuru.
25 Ndaimbova jaya, asi zvino ndakwegura,+Handina kumboona munhu akarurama achisiyiwa zvachose,+Kana vana vake vachitsvaka zvokudya.+