Jobho 11:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Nguva youpenyu+ hwako ichabuda yakajeka kupfuura masikati makuru;Rima richaita semangwanani.+ Pisarema 39:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Tarirai! Makaita kuti mazuva angu angova mashomanana;+Nguva youpenyu hwangu yakaita sepasina pamberi penyu.+Chokwadi munhu wose wepanyika, kunyange zvazvo achimira akasimba, haasi chinhu asi mhepo inofemwa.+ Sera.
5 Tarirai! Makaita kuti mazuva angu angova mashomanana;+Nguva youpenyu hwangu yakaita sepasina pamberi penyu.+Chokwadi munhu wose wepanyika, kunyange zvazvo achimira akasimba, haasi chinhu asi mhepo inofemwa.+ Sera.