Dheuteronomi 6:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Unofanira kutya Jehovha Mwari wako,+ umushumire,+ uye upike nezita rake.+ Dheuteronomi 10:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 “Unofanira kutya Jehovha Mwari wako.+ Umushumire,+ unamatire kwaari,+ uye upike mhiko nezita rake.+ Jeremiya 12:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 “Chokwadi kana vakadzidza nzira dzevanhu vangu vachipika nezita rangu+ vachiti, ‘NaJehovha mupenyu!’ sokudzidzisa kwavakaita vanhu vangu kupika naBhaari,+ vachavakwawo pakati pevanhu vangu.+ VaHebheru 6:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Nokuti vanhu vanopika nomukuru kwavari,+ uye mhiko yavo inogumisa nharo dzose, zvainenge iri vimbiso yepamutemo kwavari.+
20 “Unofanira kutya Jehovha Mwari wako.+ Umushumire,+ unamatire kwaari,+ uye upike mhiko nezita rake.+
16 “Chokwadi kana vakadzidza nzira dzevanhu vangu vachipika nezita rangu+ vachiti, ‘NaJehovha mupenyu!’ sokudzidzisa kwavakaita vanhu vangu kupika naBhaari,+ vachavakwawo pakati pevanhu vangu.+
16 Nokuti vanhu vanopika nomukuru kwavari,+ uye mhiko yavo inogumisa nharo dzose, zvainenge iri vimbiso yepamutemo kwavari.+