Pisarema 19:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Mashoko omuromo wangu nokufungisisa kwomwoyo wangu+Ngazvive zvinofadza pamberi penyu, haiwa Jehovha, Dombo+ rangu noMudzikinuri wangu.+ Isaya 38:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Tarirai! Ndakashungurudzika panzvimbo pokuva norugare, chokwadi ndakashungurudzika;+Imi makada mweya wangu kwazvo mukaudzivirira pagomba rokuparadzwa.+Nokuti makarasira zvivi zvangu zvose shure kwenyu.+
14 Mashoko omuromo wangu nokufungisisa kwomwoyo wangu+Ngazvive zvinofadza pamberi penyu, haiwa Jehovha, Dombo+ rangu noMudzikinuri wangu.+
17 Tarirai! Ndakashungurudzika panzvimbo pokuva norugare, chokwadi ndakashungurudzika;+Imi makada mweya wangu kwazvo mukaudzivirira pagomba rokuparadzwa.+Nokuti makarasira zvivi zvangu zvose shure kwenyu.+