Zvirevo 15:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Zviri nani kuva nezvishoma uchitya Jehovha+ pane kuva nezvizhinji iwe uchivhiringidzwa nazvo.+ Muparidzi 2:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Nokuti iye akapa munhu akanaka ari pamberi pake+ uchenjeri nezivo nokufara,+ asi mutadzi akamupa basa rokuunganidza nokututa kuti anopa munhu akanaka pamberi paMwari wechokwadi.+ Izviwo hazvina zvazvinobatsira uye kudzingana nemhepo.+
26 Nokuti iye akapa munhu akanaka ari pamberi pake+ uchenjeri nezivo nokufara,+ asi mutadzi akamupa basa rokuunganidza nokututa kuti anopa munhu akanaka pamberi paMwari wechokwadi.+ Izviwo hazvina zvazvinobatsira uye kudzingana nemhepo.+