Genesisi 7:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Pashure paizvozvo Jehovha akati kuna Noa: “Pinda muareka, iwe neimba yako yose,+ nokuti pakati pechizvarwa ichi ndiwe wandaona kuti wakarurama pamberi pangu.+ 1 Samueri 18:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Dhavhidhi akaramba achiita nokungwara+ munzira dzake dzose, uye Jehovha akanga ainaye.+ 2 Makoronike 31:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Hezekiya akaita izvi pakati paJudha wose, akaramba achiita zvakanaka+ nezvakarurama+ nezvakatendeka+ pamberi paJehovha Mwari wake. Zvirevo 3:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Nokuti munhu anonyengedzera+ anosemesa Jehovha,+ asi Iye anoshamwaridzana nevakarurama.+ Isaya 3:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Taurai, kuti zvichava zvakanaka kumunhu akarurama,+ nokuti vachadya zvibereko zvezvavakaita.+ Ruka 1:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Vose vakanga vakarurama+ pamberi paMwari nokuti vaifamba vasina chavanopomerwa+ maererano nemirayiro yose+ nemitemo+ yaJehovha.+
7 Pashure paizvozvo Jehovha akati kuna Noa: “Pinda muareka, iwe neimba yako yose,+ nokuti pakati pechizvarwa ichi ndiwe wandaona kuti wakarurama pamberi pangu.+
20 Hezekiya akaita izvi pakati paJudha wose, akaramba achiita zvakanaka+ nezvakarurama+ nezvakatendeka+ pamberi paJehovha Mwari wake.
6 Vose vakanga vakarurama+ pamberi paMwari nokuti vaifamba vasina chavanopomerwa+ maererano nemirayiro yose+ nemitemo+ yaJehovha.+