Pisarema 54:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Tarirai! Mwari ndiye mubatsiri wangu;+Jehovha ndomumwe wevaya vanotsigira mweya wangu. Isaya 50:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Asi Changamire Ishe Jehovha achandibatsira.+ Ndokusaka ndisingazonyadziswi. Ndokusaka ndaita kuti chiso changu chive dombo rakaoma kwazvo, uye ndinoziva kuti handizonyadziswi.+ VaHebheru 13:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Kuti tive vakashinga+ kwazvo tichiti: “Jehovha ndiye mubatsiri wangu; handingatyi. Munhu angandiitei?”+
7 Asi Changamire Ishe Jehovha achandibatsira.+ Ndokusaka ndisingazonyadziswi. Ndokusaka ndaita kuti chiso changu chive dombo rakaoma kwazvo, uye ndinoziva kuti handizonyadziswi.+
6 Kuti tive vakashinga+ kwazvo tichiti: “Jehovha ndiye mubatsiri wangu; handingatyi. Munhu angandiitei?”+