VaHebheru 10:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Zvino isu hatisi vaya vanodzokera shure kunoparadzwa,+ asi vaya vane kutenda kunochengetedza mweya uri mupenyu.+ Jakobho 1:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Asi ngaarambe achikumbira+ aine kutenda, aine chokwadi nazvo,+ nokuti munhu asina chokwadi nazvo akafanana nefungu regungwa rinofambiswa nemhepo+ richisairirwa kwose kwose nemhepo.
39 Zvino isu hatisi vaya vanodzokera shure kunoparadzwa,+ asi vaya vane kutenda kunochengetedza mweya uri mupenyu.+
6 Asi ngaarambe achikumbira+ aine kutenda, aine chokwadi nazvo,+ nokuti munhu asina chokwadi nazvo akafanana nefungu regungwa rinofambiswa nemhepo+ richisairirwa kwose kwose nemhepo.