Rwiyo rwaSoromoni 1:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Mafuta+ ako anonhuhwirira zvakanaka. Zita rako rakaita semafuta anodururwa.+ Ndokusaka vasikana vakakuda. Rwiyo rwaSoromoni 4:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 nadhi+ nesafuroni,+ ipwa+ dzinonhuhwirira uye sinamoni,+ pamwe chete nemiti yezvinonhuhwirira zvichena yemarudzi ose, mura nearosi,+ pamwe chete nezvinonhuhwirira zvose zvakanaka kwazvo;+
3 Mafuta+ ako anonhuhwirira zvakanaka. Zita rako rakaita semafuta anodururwa.+ Ndokusaka vasikana vakakuda.
14 nadhi+ nesafuroni,+ ipwa+ dzinonhuhwirira uye sinamoni,+ pamwe chete nemiti yezvinonhuhwirira zvichena yemarudzi ose, mura nearosi,+ pamwe chete nezvinonhuhwirira zvose zvakanaka kwazvo;+