Mateu 27:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Paakanga ava mangwanani, vapristi vakuru vose nevarume vakuru vevanhu vakarangana pamusoro paJesu kuti vamuuraye.+ Mako 3:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 VaFarisi vakabuda vakabva vatanga kurangana nevateveri vebato raHerodhi+ pamusoro pake, kuti vamuparadze.+
27 Paakanga ava mangwanani, vapristi vakuru vose nevarume vakuru vevanhu vakarangana pamusoro paJesu kuti vamuuraye.+
6 VaFarisi vakabuda vakabva vatanga kurangana nevateveri vebato raHerodhi+ pamusoro pake, kuti vamuparadze.+