Pisarema 55:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Kuparadzwa ngakuve pavari!+Ngavaburukire muSheori vari vapenyu;+Nokuti zvinhu zvakaipa zvave zviri mavari munguva yavakagara vari vatorwa.+
15 Kuparadzwa ngakuve pavari!+Ngavaburukire muSheori vari vapenyu;+Nokuti zvinhu zvakaipa zvave zviri mavari munguva yavakagara vari vatorwa.+