Pisarema 9:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Haiwa iwe muvengi, matongo ako asvika pakuparara zvachose,+Uye ndizvo zvaitawo maguta amakadzura.+Kutaurwa kwevavengi kuchaparara.+ Pisarema 59:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Vaparadzei makatsamwa;+Vaparadzei, kuti varege kuvapo;Ngavazive kuti Mwari ari kutonga pakati paJakobho kusvikira kumigumo yenyika.+ Sera. Pisarema 69:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Musasa wavo une rusvingo ngauve dongo;+Ngaparege kuva nomunhu anogara mumatende avo.+ Pisarema 109:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ngazvive pamberi paJehovha nguva dzose;+Ngaaparadze kuyeukwa kwavo panyika;+
6 Haiwa iwe muvengi, matongo ako asvika pakuparara zvachose,+Uye ndizvo zvaitawo maguta amakadzura.+Kutaurwa kwevavengi kuchaparara.+
13 Vaparadzei makatsamwa;+Vaparadzei, kuti varege kuvapo;Ngavazive kuti Mwari ari kutonga pakati paJakobho kusvikira kumigumo yenyika.+ Sera.