Pisarema 116:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Nokuti makanunura mweya wangu parufu,+Ziso rangu pamisodzi, tsoka yangu pakugumburwa.+ 2 VaKorinde 1:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Iye akatinunura pachinhu chakakura kudai sorufu uye achatinunurazve;+ uye tariro yedu iri maari kuti acharamba achitinunura.+
10 Iye akatinunura pachinhu chakakura kudai sorufu uye achatinunurazve;+ uye tariro yedu iri maari kuti acharamba achitinunura.+