Mariro 1:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Jehovha akakanda parutivi vanhu vangu vose vane simba kubva pakati pangu.+Akandishevedzera musangano, kuti aputse-putse majaya angu.+Jehovha atsika-tsika chisviniro chewaini+ chemhandara yaJudha.+
15 Jehovha akakanda parutivi vanhu vangu vose vane simba kubva pakati pangu.+Akandishevedzera musangano, kuti aputse-putse majaya angu.+Jehovha atsika-tsika chisviniro chewaini+ chemhandara yaJudha.+