Pisarema 145:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Jehovha ari pedyo navose vaya vanodana kwaari,+Navose vanodana kwaari zvechokwadi.+ Isaya 66:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 “Zvino kubvira pakugara kwomwedzi kusvikira pakugara kwomwedzi uye kubvira pasabata kusvikira pasabata vanhu vose vachauya kuzokotama pamberi pangu,”+ Jehovha adaro. Mabasa 10:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 akati, ‘Koneriyasi, munyengetero wako wanzwiwa uye zvipo zvako zvokunzwira ngoni zvayeukwa naMwari.+ Mabasa 15:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 kuti vaya vanosara pane vanhu ava vatsvake Jehovha nomwoyo wose, pamwe chete nevanhu vemamwe marudzi ose, vanhu vanoshevedzwa nezita rangu, ndizvo zvinotaura Jehovha, iye ari kuita zvinhu izvi,+ 1 Johani 5:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ichi ndicho chivimbo chatiinacho kwaari,+ kuti, zvisinei nokuti chii chatinokumbira maererano nezvaanoda, iye anotinzwa.+
23 “Zvino kubvira pakugara kwomwedzi kusvikira pakugara kwomwedzi uye kubvira pasabata kusvikira pasabata vanhu vose vachauya kuzokotama pamberi pangu,”+ Jehovha adaro.
31 akati, ‘Koneriyasi, munyengetero wako wanzwiwa uye zvipo zvako zvokunzwira ngoni zvayeukwa naMwari.+
17 kuti vaya vanosara pane vanhu ava vatsvake Jehovha nomwoyo wose, pamwe chete nevanhu vemamwe marudzi ose, vanhu vanoshevedzwa nezita rangu, ndizvo zvinotaura Jehovha, iye ari kuita zvinhu izvi,+
14 Ichi ndicho chivimbo chatiinacho kwaari,+ kuti, zvisinei nokuti chii chatinokumbira maererano nezvaanoda, iye anotinzwa.+