Pisarema 65:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Makafunga nezvenyika, kuti muipe zvinhu zvizhinji;+Munoipfumisa kwazvo.Rukova runobva kuna Mwari ruzere nemvura.+Munogadzirira zviyo zvavo,+Nokuti ndiwo magadziriro amunoita nyika.+ Ezekieri 34:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Ndichaita kuti vave chikomborero,+ ivo nezvakapoteredza chikomo changu, uye ndichaita kuti mvura inonaya inaye panguva yayo. Ichava mvura inonaya yechikomborero.+
9 Makafunga nezvenyika, kuti muipe zvinhu zvizhinji;+Munoipfumisa kwazvo.Rukova runobva kuna Mwari ruzere nemvura.+Munogadzirira zviyo zvavo,+Nokuti ndiwo magadziriro amunoita nyika.+
26 Ndichaita kuti vave chikomborero,+ ivo nezvakapoteredza chikomo changu, uye ndichaita kuti mvura inonaya inaye panguva yayo. Ichava mvura inonaya yechikomborero.+