1 Madzimambo 3:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Zvino vaIsraeri vose vakanzwa nezvokutonga+ kwakanga kwaitwa namambo; vakatya mambo,+ nokuti vakaona kuti akanga aine uchenjeri+ hwaMwari kuti atonge.
28 Zvino vaIsraeri vose vakanzwa nezvokutonga+ kwakanga kwaitwa namambo; vakatya mambo,+ nokuti vakaona kuti akanga aine uchenjeri+ hwaMwari kuti atonge.