RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 4:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Jehovha akati kwaari: “Naizvozvo munhu anouraya Kaini achatsiviwa kanomwe.”+

      Naizvozvo Jehovha akaisira Kaini chiratidzo kuti pasava neanomuwana angamuuraya.+

  • Isaya 65:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 “Tarirai! Zvakanyorwa pamberi pangu.+ Handizonyarari,+ asi ndichapa mubayiro;+ ndichatopa mubayiro pachipfuva chavo,+

  • Jeremiya 12:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Zvanzi naJehovha kuvavakidzani vangu vose vakaipa,+ vari kubata nhaka yandakaita kuti ive yevanhu vangu, ivo vaIsraeri:+ “Tarirai ndiri kuvadzura panyika yavo;+ uye ndichadzura imba yaJudha ibve pakati pavo.+

  • Jeremiya 32:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Imi mune mutsa worudo kuzviuru,+ munotsiva kukanganisa kwemadzibaba pazvipfuva zvevanakomana vavo vanovatevera,+ Mwari wechokwadi, Iye mukuru,+ Iye ane simba,+ Jehovha wemauto+ ndiro zita rake,+

  • Ruka 6:38
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 38 Garai muchipa, uye vanhu vachakupaiwo.+ Vachadurura chiyero chakanaka muhomwe inovapo kana nguo yenyu yapetwa, chakatsindirwa, chakazunguzirwa uye chinofashukira. Nokuti nechiyereso chamuri kuyera nacho, vachakuyereraiwo nacho.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe