Jeremiya 2:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Israeri aiva chinhu chitsvene kuna Jehovha,+ zvibereko zvokutanga kwaAri.”’+ ‘Vanhu vose vaimuparadza vaizvipa mhosva.+ Dambudziko raiuya pavari,’ ndizvo zvakataura Jehovha.”+ Zekariya 1:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ndakatsamwa kwazvo, ndakatsamwira marudzi akagara zvakanaka;+ nokuti ini, ndakatsamwa zvishoma,+ asi iwo, akabatsira kuti pave nedambudziko.”’+ Zekariya 2:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Nokuti zvanzi naJehovha wemauto, ‘Pashure pokukudzwa,+ iye akandituma kumarudzi aikupambai;+ nokuti anokugunzvai+ anogunzva mboni yeziso rangu.+
3 Israeri aiva chinhu chitsvene kuna Jehovha,+ zvibereko zvokutanga kwaAri.”’+ ‘Vanhu vose vaimuparadza vaizvipa mhosva.+ Dambudziko raiuya pavari,’ ndizvo zvakataura Jehovha.”+
15 Ndakatsamwa kwazvo, ndakatsamwira marudzi akagara zvakanaka;+ nokuti ini, ndakatsamwa zvishoma,+ asi iwo, akabatsira kuti pave nedambudziko.”’+
8 Nokuti zvanzi naJehovha wemauto, ‘Pashure pokukudzwa,+ iye akandituma kumarudzi aikupambai;+ nokuti anokugunzvai+ anogunzva mboni yeziso rangu.+