Eksodho 19:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Zvino pazuva rechitatu, ava mangwanani, pakava nemabhanan’ana nemheni,+ uye gore dema+ rakavapo pamusoro pegomo nokurira kwazvo kwehwamanda,+ zvokuti vanhu vose vakanga vari mumusasa vakatanga kudedera.+ Eksodho 19:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Kurira kwehwamanda pakwakaramba kuchingowedzera kwazvo, Mosesi akatanga kutaura, Mwari wechokwadi akamupindura nenzwi rake.+ VaHebheru 12:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 nokurira kwebhosvo+ nenzwi remashoko;+ pavakanzwa inzwi iroro vanhu vakakumbira kuti parege kuva neshoko rinowedzerwa kwavari.+
16 Zvino pazuva rechitatu, ava mangwanani, pakava nemabhanan’ana nemheni,+ uye gore dema+ rakavapo pamusoro pegomo nokurira kwazvo kwehwamanda,+ zvokuti vanhu vose vakanga vari mumusasa vakatanga kudedera.+
19 Kurira kwehwamanda pakwakaramba kuchingowedzera kwazvo, Mosesi akatanga kutaura, Mwari wechokwadi akamupindura nenzwi rake.+
19 nokurira kwebhosvo+ nenzwi remashoko;+ pavakanzwa inzwi iroro vanhu vakakumbira kuti parege kuva neshoko rinowedzerwa kwavari.+