Isaya 27:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Pazuva iroro hwamanda huru icharidzwa,+ uye vaya vari kuparara munyika yeAsiriya+ nevaya vakapararira munyika yeIjipiti+ vachauya vokotamira+ Jehovha mugomo dzvene riri muJerusarema.+
13 Pazuva iroro hwamanda huru icharidzwa,+ uye vaya vari kuparara munyika yeAsiriya+ nevaya vakapararira munyika yeIjipiti+ vachauya vokotamira+ Jehovha mugomo dzvene riri muJerusarema.+