2 Madzimambo 17:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Mugore rechipfumbamwe raHoshea, mambo weAsiriya akatora Samariya,+ akabva atapa+ vaIsraeri, akavaendesa kuAsiriya, akaita kuti vagare muHeira+ nomuHabhori parwizi rwaGozani+ uye mumaguta evaMedhiya.+ Isaya 11:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Pachava nomugwagwa mukuru+ unobva kuAsiriya nokuda kwevanosara+ vevanhu vake avo vachasara,+ sezvapakava nomumwe nokuda kwaIsraeri pazuva raakabuda munyika yeIjipiti. Hosiya 9:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Havazorambi vachigara munyika yaJehovha,+ Efremu achadzokera kuIjipiti+ uye vachadya zvinhu zvisina kuchena vari kuAsiriya.+
6 Mugore rechipfumbamwe raHoshea, mambo weAsiriya akatora Samariya,+ akabva atapa+ vaIsraeri, akavaendesa kuAsiriya, akaita kuti vagare muHeira+ nomuHabhori parwizi rwaGozani+ uye mumaguta evaMedhiya.+
16 Pachava nomugwagwa mukuru+ unobva kuAsiriya nokuda kwevanosara+ vevanhu vake avo vachasara,+ sezvapakava nomumwe nokuda kwaIsraeri pazuva raakabuda munyika yeIjipiti.
3 Havazorambi vachigara munyika yaJehovha,+ Efremu achadzokera kuIjipiti+ uye vachadya zvinhu zvisina kuchena vari kuAsiriya.+