Eksodho 1:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Uyai! Ngativarongerei zano,+ kuti varege kuwanda, uye kana hondo ikatiwira, vangazobatana nevaya vanotivenga, vakatirwisa, vakabuda munyika ino.” 2 Makoronike 20:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvino pashure paizvozvo vanakomana vaMoabhi+ nevanakomana vaAmoni+ vakauya kuzorwisa Jehoshafati+ vaine vamwe vaAmonimu.+ Esteri 3:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Asi zvaizvidzika kwaari kuti auraye Modhekai oga, nokuti vakanga vamuudza nezvevanhu vaModhekai; uye Hamani akatanga kutsvaka kutsakatisa+ vaJudha vose vaiva muumambo hwose hwaAhashivheroshi, ivo vanhu vaModhekai.+
10 Uyai! Ngativarongerei zano,+ kuti varege kuwanda, uye kana hondo ikatiwira, vangazobatana nevaya vanotivenga, vakatirwisa, vakabuda munyika ino.”
20 Zvino pashure paizvozvo vanakomana vaMoabhi+ nevanakomana vaAmoni+ vakauya kuzorwisa Jehoshafati+ vaine vamwe vaAmonimu.+
6 Asi zvaizvidzika kwaari kuti auraye Modhekai oga, nokuti vakanga vamuudza nezvevanhu vaModhekai; uye Hamani akatanga kutsvaka kutsakatisa+ vaJudha vose vaiva muumambo hwose hwaAhashivheroshi, ivo vanhu vaModhekai.+