Pisarema 71:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Vaya vari kurwisana nomweya wangu ngavanyadziswe, vaparare.+Vaya vari kunditsvakira dambudziko ngavazvifukidze nokuzvidzwa nokunyadziswa.+ Isaya 41:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “Tarirai! Vose vari kukutsamwira vachanyadziswa voninipiswa.+ Varume vari kupopotedzana newe vachava vasingabatsiri uye vachaparara.+
13 Vaya vari kurwisana nomweya wangu ngavanyadziswe, vaparare.+Vaya vari kunditsvakira dambudziko ngavazvifukidze nokuzvidzwa nokunyadziswa.+
11 “Tarirai! Vose vari kukutsamwira vachanyadziswa voninipiswa.+ Varume vari kupopotedzana newe vachava vasingabatsiri uye vachaparara.+