RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 11:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Vashandi vako vose ava vachauya kwandiri vondigwadamira,+ vachiti: ‘Enda, iwe nevanhu vose vanotevera tsoka dzako.’ Pashure paizvozvo ini ndichabuda.” Naizvozvo akabva pamberi paFarao akatsamwa kwazvo.

  • Pisarema 86:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Ndiitirei chiratidzo chinoreva kunaka,

      Kuti vaya vanondivenga vachione, vanyare.+

      Nokuti imi, haiwa Jehovha, makandibatsira uye makandinyaradza.+

  • Isaya 45:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 ruchiti, ‘Chokwadi kururama kwakazara nesimba+ zviri muna Jehovha. Vose vanomutsamwira vachananga kwaari vonyadziswa.+

  • Zvakazarurwa 3:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Tarira! Ndichapa vaya vanobva kusinagogi raSatani vanozviti vaJudha,+ kunyange vasiri asi vachireva nhema+—tarira! ndichaita kuti vauye, vapfugame+ pamberi petsoka dzako, ndoita kuti vazive kuti ndakakuda.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe