1 Makoronike 16:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 uye vaiva pamwe chete naHemani+ naJedhutuni nevamwe varume vose vakasarudzwa vakanga vakasarudzwa+ nemazita kuti vaonge Jehovha,+ nokuti “mutsa wake worudo unogara nokusingagumi”;+ Nehemiya 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Ndakabva ndati: “Aa, Jehovha Mwari wokumatenga, Mwari mukuru neanotyisa,+ anochengeta sungano+ nokuva nomutsa worudo kune vaya vanomuda,+ vanochengeta mirayiro yake,+ Isaya 54:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti makomo angabviswa, uye zvikomo chaizvo zvingazununguka,+ asi mutsa wangu worudo hauzobviswi kwauri,+ uyewo sungano yangu yorugare haizozununguki,”+ Jehovha, Iye anokunzwira ngoni,+ adaro.
41 uye vaiva pamwe chete naHemani+ naJedhutuni nevamwe varume vose vakasarudzwa vakanga vakasarudzwa+ nemazita kuti vaonge Jehovha,+ nokuti “mutsa wake worudo unogara nokusingagumi”;+
5 Ndakabva ndati: “Aa, Jehovha Mwari wokumatenga, Mwari mukuru neanotyisa,+ anochengeta sungano+ nokuva nomutsa worudo kune vaya vanomuda,+ vanochengeta mirayiro yake,+
10 Nokuti makomo angabviswa, uye zvikomo chaizvo zvingazununguka,+ asi mutsa wangu worudo hauzobviswi kwauri,+ uyewo sungano yangu yorugare haizozununguki,”+ Jehovha, Iye anokunzwira ngoni,+ adaro.