Eksodho 14:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Jehovha akazoti kuna Mosesi: “Tambanudzira ruoko rwako pamusoro pegungwa,+ kuti mvura idzokere pamusoro pevaIjipiti, pangoro dzavo dzehondo nevarwi vavo vanotasva mabhiza.” Pisarema 87:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Ndichati Rakabhi+ neBhabhironi+ ndedzimwe dzinondiziva;Tarirai Firistiya+ neTire, pamwe chete neKushi:“Uyu ndiye akaberekerwa ikoko.”+ Isaya 30:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 VaIjipiti havana zvavanobatsira, uye vachangobatsira havo pasina chinobuda.+ Naizvozvo ndakatumidza uyu kuti: “Rakabhi+—ivo vanoda kungogara havo.” Isaya 51:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Muka, muka, pfeka simba,+ haiwa iwe ruoko rwaJehovha!+ Muka sepamazuva ekare kare, somuzvizvarwa zvomunguva yakapfuura.+ Hausi iwe wakagura-gura Rakabhi,+ wakabaya zimhuka romugungwa here?+
26 Jehovha akazoti kuna Mosesi: “Tambanudzira ruoko rwako pamusoro pegungwa,+ kuti mvura idzokere pamusoro pevaIjipiti, pangoro dzavo dzehondo nevarwi vavo vanotasva mabhiza.”
4 Ndichati Rakabhi+ neBhabhironi+ ndedzimwe dzinondiziva;Tarirai Firistiya+ neTire, pamwe chete neKushi:“Uyu ndiye akaberekerwa ikoko.”+
7 VaIjipiti havana zvavanobatsira, uye vachangobatsira havo pasina chinobuda.+ Naizvozvo ndakatumidza uyu kuti: “Rakabhi+—ivo vanoda kungogara havo.”
9 Muka, muka, pfeka simba,+ haiwa iwe ruoko rwaJehovha!+ Muka sepamazuva ekare kare, somuzvizvarwa zvomunguva yakapfuura.+ Hausi iwe wakagura-gura Rakabhi,+ wakabaya zimhuka romugungwa here?+